Integrative Health Solutions
04/08/2023
Cure For Stis
- Burning sensation when urinating and when having sexual in*******se
- Unusual discharges from the va**na, p***s or a**s
- Lumps or skin growth around the genetials or bottom(a**s)
- A rash
- Itchy genetials
- Blisters and sores around your genetials or a**s
NB we have a cure for the stubborn genetial warts
Detox going for usd 15 on promotion hurry while it last. We have come with a cure for all types of Stis that have been used by many generations before.
10/01/2023
*Gomarara reProstate kuvanhurume*
KNOW MORE ABOUT PROSTATE* (disorder)>(Cancer)
+263786724590
*Kuzoti zvisvike kuprostate Cancer zvinenge zvatanga iri Prostate Inflamation/Disorder*
*Kana uine mubereki* akamboitawo dambudziko iro ziva kuti mangwana ndiwe *(Prevention is better cheaper than cure)*
*Stage1*
Kuita weti inopisa, kukasika kurasa mbeu sejongwe, kurwadziwa neMabhora neMusana
Zvakonzereswa ne infection yezvirwere zvepabonde uye tsvina yatinowana kubva mukusangana nemadzimai edu uye tsvina inobva mumuviri wedu zvichibudikidza nekushanda zvakanaka kweItsvo dzedu
Pastage iyi unonzwa kakutsva paunenge uchirasa mvura uye kungoenda enda kuchimbuzi kasingapere uchibva kurasa mvura ,unongoramba uchinzwa kuda kuenda kunorasa mvura asi wasvikako ku toilet inenge ichikutambudza kubuda kwacho wee yacho.
*Stage 2* inova prostate Enlargement apa prostate glands inenge yazvimba yavhara nzira inofamba neWeti kubva mudundira.
Unenge usingachagone kubudisa weti or kubuda zvishoma asi ichirwadza, zvinenge zvave kukutorera nguva yakakura kuti ibude uye unenge usingachakwanise kucontroller weti yacho zvekuti pamwe unotongoona yabuda yega.
Zvikange zvadaro kuChipatara wanokuisa Curtheta iri nzira yekuti weti ifambe zvakanaka asi kana zvaramba vanokuisa tube inopinda nepadivi peGuvhu.
Kuti muwane rubatsiro pakudzivira zvese nekurapwa zvachose Bayai link riri pasi apo
👇👇👇👇👇👇👇👇👇
Https://wa.me/+263786724590?text=Greetings%20ndinodawo%20rubatsiro%20padambudziko%20reProstate
Click here to claim your Sponsored Listing.
Category
Website
Address
Harare
Opening Hours
| Monday | 09:00 - 17:00 |
| Tuesday | 09:00 - 17:00 |
| Wednesday | 09:00 - 17:00 |
| Thursday | 09:00 - 17:00 |
| Friday | 09:00 - 17:00 |
| Saturday | 09:00 - 17:00 |