KING ASSAH

KING ASSAH

Share

03/09/2025

⚠️⚠️⚠️⚠️⚠️

Good morning guys chenjedzo kuno kuBudiriro Saturday kakwauya mumwe muface ndokunganidza vana vecommunity achiti anodzidzidza karate for free at a nearby ground vana vakauya vakawanda ranged to 50 kids,akavaitisa karate ne kungfu for 3 hrs akati modzoka monday toendera mberi, vana vakauya monday vawedzera to 65 kids akavaitisa again 3 hrs ,akavaudza vana k*ti huyai again on Tuesday kureva nezuro 02/09/25 vakanzi munhu wese mangwana ngauye ne foni toda k*tora ma video amunozo taridza vabereki zvamurikuita ,vasina fone ngavapiwe nevabereki or hama.Vana vano svika kuma 70kids vakauya nema fone vashoma ndovasina kuya nadzo,vakatanga k*tora ma video ,vapedza vakanzi mwana wese isa fone mu bag iro tidzokere kubasa,fone dzese dzakaiswa kubag ra Karate master or karataker vana vakanoisa mafone kubag,akatanga kuvadzidzisa karate semazuva ese ,karate master akadaidza mwana one k*ti amboitisa iye achiona k*ti vakugona here ,vana va varairwa karate master vakatora bag ndokupinda muchimota change chauya ndokurova pasi nema fone ese,vana pavakapedza vakaona bag rine ma fone risisipo karate master varova pasi,vakamira kwe 5hrs vachiti achadzoka ,vakazona k*ti vabirwa ndokunoudza vabereki ,ndokuzoenda ku police,matsotsi ayipa

02/09/2025

First i want to say to all zim-dancehall promoters and artist k*t zvinhu zvifaye NGATIRONGEKEYI. Imajeni artist k*t akwire pa stage anoita mutsimba nevanhu vakamira passage to the stage , he takes abt 5-10 minutes k*t akwire pastage. Chii chakadaro.munomirirei muroad ...

After that munhu akwira pastage unogonak*tadza kunyatsoona artist becausestage inenge yakazara vanhu ,those so-called DJs .Ko kungoburukq munhu o peformer hake.Stage presentation must impove.

Also. kupanana mukana chinhu chakanaka sterek rather than k*t munhu munhu one anenge angori pastage .....unopedzisira wakusvota .Gadzirai program yenyu ,mopanana time frame kwete kurambira pastage.

Lastly lets takenotes from WinkyD DiBigman stage presantation

Chipaz Promotions ZimCelebs Official Zimdancehall Music Facebook

01/09/2025
16/03/2025

Zimbabwe Prisons and Correctional Service 2025 intake.

Facebook

12/03/2025

HALAAA MADRID

12/01/2025

Marasta to the world

Want your business to be the top-listed Clothing Store in Harare?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Website

Address

Southlea Park
Harare