Chrisy Baye

Chrisy Baye

Share

06/06/2026

Mvura ine utano tati timboimukira zvedu. Ma muka sei

05/06/2026

Kana zviri zveku enda ma out ekuma swimming pool itai zvenyu, ini mazuva ano ndiri kuita out yekunodziya moyo out chete ...murare bhoo

05/06/2026

Nguva ya June iyi ndoo nguva yandofarira kutamba ne dhaka. Ndachaisa andigezi zvangu kudya neku rara lol 😆 iwe chando chiri kupisa kuno

05/06/2026

I'm still American dream boy .maswera sei uko.

05/06/2026

Kwaenda timbo gadzirira kuenda kuma works guys. Friday iyi toitamba late hrs .mamuka sei uko

04/06/2026

Ndimbonwa ka tea ndisati ndaita tate zvangu .gud night family and Friends...chando kupisa .

04/06/2026

Don't think why god doesn't grant all our wishes immediately....but thank god he doesn't punish us immediately for all our mistakes. Ngatitye mwari ....maswera sei henyu ....

04/06/2026

Through good times and the bad, I'll always be the friend you wish you had .mangwanani akanaka .

03/06/2026

We always feel that God never comes on time when we call him. But the truth is ....he is always on time but, we are always in hurry. Ngatinamatei vadikani tiitirwe nyasha naiye musiki . Good night 😴

03/06/2026

Why do men likes smart woman ? Opposites attract. Iwe kufunga kwako unofunga kuti anozvichenesa....

Want your business to be the top-listed Hardware Service in Rustenburg?
Click here to claim your Sponsored Listing.

Telephone

Website

Address

Lina Tong Section
Rustenburg